cynthia munyoro
Disciple of Prayer
mbiri kuna jesu.prophet taita dambudziko mumba medu pese patinoda kuita chinobatika satan owuya nerweseri apa mwedzi wadarika hanzvadzi yangu yakatumwa kunotenga motor ku jbrg hatiziva kti munhu uyu akamushandisira chii ndokupa munhu wekutengesa motor 35000 ese asi motor haana kuiwana akabva ati pashota 5000 saka munhu uyu akuramba achi4n achiti isai mari yangu ndikupei motor saka vabereki vngu vakutya kti vamuisire mari todii munhu wa Mwari tibatsirei..ndinoitwa cynthia munyoro ndaikumbirawo prayer ndisunungukewo normal delivery ndakazvitakura ndinogara ku south africa durban ..mumba medu aita chinobatika hapana prophet
